Mateo 26:69-70
Mateo 26:69-70 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.” Asi akaramba pamberi pavo vose achiti, “Handizivi zvauri kutaura nezvazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:69-70 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.” Asi iye akaramba pamberi pavose, achiti, “Handizivi zvaunoreva.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:69-70 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Asi Pita akazviramba pamberi pavo vose achiti, “Handizivi zvauri kutaura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26