Mateo 26:42
Mateo 26:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaendazve kechipiri akanyengetera achiti, “Baba vangu, kana zvisingagoni kuti mukombe uyu ubviswe kwandiri kunze kwokutenge ndaunwa, kuda kwenyu ngakuitwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaendazve rwechipiri, akanyengetera, achiti, “Baba vangu, kana mukombe uyu usingagoni kupfuura ndisingaunwi, kuda kwenyu ngakuitwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu asudurukazve akanamata achiti, “Baba vangu, kana mukombe uyu usingakwanisi kundipesa ndichifanira kuunwa, kuda kwenyu ngakuitwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26