Mateo 24:10-12
Mateo 24:10-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vazhinji vachakoromoka pakutenda kwavo. Vachacherana vachivengana. Pachamuka vaporofita venhema vachizorasisa vanhu nzira. Nokuda kokuti uipi hunenge hwawanda, rudo rwavazhinji ruchatonhora.
Mateo 24:10-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vazhinji vachagumburwa, vachaisana kuvatongi nokuvengana. “Vaporofita vazhinji venhema vachamuka, vachitsausa vazhinji. Rudo rwavazhinji ruchatonhora, nokuti kusarurama kuchawanda.
Mateo 24:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panguva iyoyo vazhinji vachadzokera shure kubva pakutenda uye vachamukirana vagovengana, uye vaprofita vazhinji venhema vachamuka uye vachanyengera vanhu vazhinji. Nokuda kwokuwanda kwokusarurama, rudo rwavazhinji ruchatonhora.
Mateo 24:10-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vazhinji vachagumburwa, vachaisana kuvatongi nokuvengana. “Vaporofita vazhinji venhema vachamuka, vachitsausa vazhinji. Rudo rwavazhinji ruchatonhora, nokuti kusarurama kuchawanda.
Mateo 24:10-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)