Ʋazhinji ʋacagumburwa, ʋacaisana kuʋatoŋgi nokuʋeŋgana. Ʋaprofita ʋazhinji ʋenhema ʋacamuka, ʋacitsausa ʋazhinji. Ruɗo rwaʋazhinji rucatonhora, nokuti kusarurama kucawanda.
Verenga chikamu Mateo 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 24:10-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo