Ruka 9:5
Ruka 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana vanhu vasingakugamuchiriyi, muzunze guruva retsoka dzenyu pamunenge mabuda muguta ravo, chive chapupu pamusoro pavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye vose vasingakugamuchirii, kana mobva paguta iro, muzunze guruva riri patsoka dzenyu, chive chapupu kwavari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kose kwavasingakugamuchirei, kana mobva muguta iroro gumai guruva retsoka dzenyu rive uchapupu kwavari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9