Ruka 9:18
Ruka 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rimwe zuva Jesu akati achinyengetera ari oga uye vadzidzi vake vakanga vanaye, akavabvunza akati, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9