Ruka 5:15-16
Ruka 5:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi mukurumbira wake wakapararira kwazvo, zvokuti vanhu vazhinji zhinji vakauya kuzomunzwa uye kuti vaporeswe zvirwere zvavo. Asi, kazhinji Jesu aizvitsaura achienda kusina vanhu kuti andonyengetera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji-zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo. Asi iye akaenda mumarenje, akandonyengetera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo. Asi Jesu aimbobva achienda kunzvimbo isina vanhu kundonamata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5