Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuʋurisa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋgana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda aʋo. Asi iye wakaenda mumarenje, akandonyeŋgetera.
Verenga chikamu Ruka 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 5:15-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo