Ruka 4:13-14
Ruka 4:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Satani akati apedza kuedza kwake kwose uku, akabva paari kusvikira pane imwe nguva. Jesu akadzokera kuGarirea musimba roMweya, uye shoko pamusoro pake rakapararira kumativi ose enyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dhiabhori akati apedza kuedza kwose, akamusiya kusvikira imwe nguva. Zvino Jesu akadzokera Gariria nesimba roMweya; mukurumbira wake ukanzwika nenyika yose yakapoteredza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Satani apedza mitoo yose yokumuedza nayo akambomusiya kusvikira pane imwe nguva. Zvino Jesu akadzokera Garirea ava nesimba raMweya; mukurumbira wake ukapararira kwose kwose munharaunda iyoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4