Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 4:13-14

Ruka 4:13-14 SUB1949

Diaborosi akati apedza kuidza kwose, akamusiya kuȿikira imŋe ŋguʋa. Ɀino Jesu wakadzokera Garirea nesimba roMŋeya; mukurumbira wake ukanzwika nenyika yose yakapoteredza.

Verenga chikamu Ruka 4