Ruka 15:17
Ruka 15:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Akati apengenuka mupfungwa dzake, akati, ‘Varanda vababa vangu vazhinji seiko uye vane zvokudya zvavanongosiya, uye zvino ini pano ndoziya zvokusvika pakufa!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achizvifunga, akati, ‘Varanda vazhinji sei vababa vangu vane zvokudya zvakawandisa, asi ini ndofa nenzara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15