Revhitiko 19:1-2
Revhitiko 19:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati kuna Mosesi, “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Ivai vatsvene nokuti ini Tenzi, Mwari wenyu ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 19Revhitiko 19:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Taura kuungano yose yeIsraeri uti kwavari, ‘Ivai vatsvene nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 19Revhitiko 19:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakataura naMosesi akati, “Taura neungano yose yavana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Ivai vatsvene, nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 19Revhitiko 19:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Mosesi, “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Ivai vatsvene nokuti ini Tenzi, Mwari wenyu ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Revhitiko 19