Kuungudza kwaJeremia 1:2
Kuungudza kwaJeremia 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usiku rinosvimha misodzi zvinosiririsa, misodzi ichiti mekete mekete, pamatama aro. Pazvikomba hapana kana mumwe wokurinyaradza. Shamwari dzake dzose dzakaritamba isina kunaka, ivo ndivo vatova mhandu dzaro.
Kuungudza kwaJeremia 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rinochema zvikuru usiku, misodzi iri pamatama aro. Pakati pavadiwa varo vose hakuna anorivaraidza. Shamwari dzaro dzose dzarimukira; dzava vavengi varo.
Kuungudza kwaJeremia 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rinochema zvikuru usiku, misodzi yaro iri pamatama aro; pakati pavadikanwi varo vose rinoshaiwa muvaraidzi, shamwari dzaro dzose dzarinyengera, dzashanduka vavengi varo.
Kuungudza kwaJeremia 1:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Rinocema ɀikuru ʋusiku, misodzi yaro iri pamatama aro; Pakati paʋaɗiwa ʋaro ʋose rinoshaiwa muʋaraidzi, Shamŋari dzaro dzose dzarinyeŋgera, dzashanduka ʋaʋeŋgi ʋaro.
Kuungudza kwaJeremia 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)