Joshua 3:7
Joshua 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukusimudzira pamberi pavaIsraeri vose, kuitira kuti vazive kuti ndinewe sezvandaiva naMozisi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3Joshua 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukukudza pamberi pavaIsiraeri vose, vazive kuti ndichava newe, sezvandaisiva naMosesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3Joshua 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Ndichatangisa nhasi uno kukusimudzira pamusoro mukati mavaIsiraeri vagoziva kuti ndinewe sezvandaingova naMosesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3