Joshua 16:10
Joshua 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Havana kudzinga vaKenani vakanga vagere muGezeri; nanhasi vaKenani vagere pakati pavaEfuremu asi vanoshandiswa mabasa echibharo.
Joshua 16:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
VokwaEfuraimu ava havana zvavo kudzinga vaKanani vaigara muGezeru. Saka vaKanani vagere pakati pevokwaEfuraimu kusvikira pari nhasi, asi vava kungogara vachivaitira basa zvechibharo.
Joshua 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Havana kudzinga vaKenani vakanga vagere muGezeri; nanhasi vaKenani vagere pakati pavaEfuremu asi vanoshandiswa mabasa echibharo.
Joshua 16:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Havana kudzinga vaKenani vakanga vagere Gezeri; asi vaKenani vakagara pakati pavaEfuremu kusvikira nhasi; vakava vabati vechibharo.
Joshua 16:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)