Joshua 11:23
Joshua 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Joshua akatora nyika yose, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha, uye akaipa kuvaIsraeri kuti ive nhaka yavo zvichienderana namarudzi avo. Ipapo nyika yakazorora pakurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 11Joshua 11:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Joshua akakunda saizvozvo nyika yose sezvose zvakaudzwa Mosesi naJehovha; Joshua akaipa vana vaIsiraeri, kuti ive nhaka yavo, sezvavakanga vakamurwa namarudzi avo. Nyika ikazorora pakurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 11Joshua 11:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndokutora kwakaita Joshuwa nyika yose sokutaura kwakanga kwaita Tenzi kuna Mosesi. Joshuwa akaipa kuvaIsiraeri senhaka yavo maererano namadzinza avo. Nyika ndokubva yazorora hondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 11