Joshua 1:4
Joshua 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyika yenyu ichabva kugwenga ichisvika kuRebhanoni, uye ichabva kurwizi rukuru, Yufuratesi, nenyika yose yavaHiti, ichisvika kuGungwa Guru riri kumavirazuva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kubva murenje reRebhanoni iri, kusvikira parwizi rukuru, irwo rwizi Yufuratesi, nenyika yose yavaHeti, kusvikira kugungwa guru, kurutivi rwamavirazuva, ndiyo nyika yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubvira kurenje kusvikira kuRebhanoni uku, kubvirawo kurwizi rukuru rwaYufuratesi nenyika yose yavaHiti kusvikira kugungwa guru rokumadokero, ndiyo ichava nyika yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1