Jobho 23:10-11
Jobho 23:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi iye anoziva nzira yandinofamba nayo; kana apedza kundiedza, ndichabuda ndava segoridhe. Tsoka dzangu dzakanyatsotevera paakatsika; ndakarambira panzira dzake ndisingambotsaukiri parutivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 23Jobho 23:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti iye anoziva nzira yandinofamba nayo; Kana akandiidza, ndichabuda ndakaita sendarama. Rutsoka rwangu rwakaramba ruchitsika paakatsika iye; Ndakarambira panzira yake, handina kutsauka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 23Jobho 23:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anoziva wani mufambiro wangu kana akandiedza ndichabuda sendarama. Tsoka yangu yakaramba iri mugwara rake ndakaramba ndiri munzira yake ndisingatsauki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 23