Nokuti iye unoziʋa nzira yandinofamba nayo; Kana akandiidza, ndicaɓuɗa ndakaita sendarama. Rutsoka rwaŋgu rwakaramba rucitsika paakatsika iye; Ndakarambira panzira yake, handina‐kutsauka.
Verenga chikamu Jobo 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobo 23:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo