Jobho 2:4-5
Jobho 2:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Satani akapindura achiti, “Ganda neganda! Munhu achapa zvose zvaanazvo nokuda kwoupenyu hwake. Asi tambanudzai ruoko murove muviri wake namapfupa ake, uye zvirokwazvo achakutukai pachena.”
Jobho 2:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake. Asi tambanudzai ruoko rwenyu zvino, murove mapfupa ake nenyama yake, ipapo achakushorai pachena.”
Jobho 2:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo. Ingotambanudzai zvenyu ruoko rwenyu mubate bvupa rake kana nyama yake, anokutukai imi, muripo kudai.”
Jobho 2:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Satani akapindura Jehova, akati: Ganda rinotsibga neganda, ɀose ɀaanaɀo munhu uŋgaɀiisira ʋupenyu bgake. Asi tambanudzai ruʋoko rwenyu ɀino, muroʋe mafupa ake nenyama yake, ipapo ucakushoʋorai pacena.
Jobho 2:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)