Johani 20:28-29
Johani 20:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tomasi akapindura, akati kwaari, “Ishe wangu, naMwari wangu!” Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyange vasina kuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tomasi akamupindura achiti, “Ndimi Tenzi wangu naMwari wangu.” Jesu akati kwaari, “Watenda nokuti wandiona nhai? Vakakomborerwa zvavo vanotenda ivo vasina kundiona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tomasi akati kwaari, “Ishe wangu naMwari wangu!” Ipapo Jesu akati kwaari, “Nokuda kwokuti wandiona, zvino watenda; vakaropafadzwa avo vasina kuona asi vakatenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20