Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 20:28-29

Johane 20:28-29 SUB1949

Tomasi akapindura, akati kwaari: Ishe waŋgu, naMŋari waŋgu! Jesu akati kwaari: Watenda, nokuti wandiʋona? Ʋacaropafadzwa ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kuʋona.

Verenga chikamu Johane 20