Jeremia 31:18
Jeremia 31:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvirokwazvo ndanzwa kuchema kwaEfuremu achiti: ‘Makandirova semhuru isina kupingudzwa, nokudaro ndakarangwa. Ndidzorei, ipapo ndichadzoka, nokuti imi ndimi Jehovha Mwari wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 31Jeremia 31:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo ndakanzwa Efuremu achizvichema, achiti, ‘Imi makandirova, ndikarohwa semhuru isina kupingudzwa; ndidzoserei imi, ipapo ndichadzoka, nokuti imi muri Jehovha Mwari wangu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 31Jeremia 31:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndanzwa vokwaEfuremu vachichema nhamo Inga makandipingudza, ndakapinguka sejongosi risina kupingudzwa. Ndidzoserei kwakare ndiite sezvandakanga ndiri nokuti imi ndimi Tenzi, Mwari wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 31