Jeremia 27:6
Jeremia 27:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino, ndichapa nyika dzako dzose kumuranda wangu Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi; uye kuti kunyange zvikara zvesango zvive pasi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 27Jeremia 27:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, muranda wangu; nemhuka dzose dzebundo ndakamupawo kuti dzimushumire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 27Jeremia 27:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pari zvino nyika dzose idzodzi ndadziisa mumaoko maNebhukadhineza, mambo weBhabhironi, muranda wangu. Ndakamupawo zvikara zvesango kuti zvimushandire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 27