Jakobho 4:5
Jakobho 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munofunga kuti Rugwaro runotaura pasina here kuti mweya waakaita kuti ugare matiri unotishuva negodo guru?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munofunga kuti Rugwaro runotaura pasina here kuti mweya waakaita kuti ugare matiri unotishuva negodo guru?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munofunga kuti Rugwaro runotaura pasina here, ruchiti, “Mweya, waakagarisa mukati medu anotishuva negodo?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana kuti munofunga here kuti Magwaro Matsvene anotaura pasina paanoti, “Mwari anorwadziwa mumwoyo neshanje pamusoro paMweya waakati agare matiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4