Jakobho 2:20
Jakobho 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iwe benzi, unoda kuona kuti kutenda kusina mabasa hakuna maturo here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino iwe munhu woupenzi, unoda kuziva here kuti kutenda kusina mabasa kwakafa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2Jakobho 2:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 2