Isaya 57:15
Isaya 57:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti zvanzi naIye akakwirira ari kumusoro, iye anorarama nokusingaperi, ane zita dzvene: “Ndinogara pakakwirira panzvimbo tsvene, asi naiyewo ane mweya wakapwanyika uye anozvininipisa, kuti ndimutsiridze mweya yavanozvininipisa uye ndimutsiridze mwoyo yavakapwanyika.
Isaya 57:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvanzi noAkakwirira Arikumusoro, anogara mukusingaperi, ane zita rinonzi Dzvene, “Ndinogara pakakwirira napanzvimbo tsvene, uye noano mweya wakapwanyika anozvininipisa, kuti ndiponesezve mweya woanozvininipisa, ndiponesezve mwoyo wowakapwanyika.
Isaya 57:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvanzi naNyadenga iye Wokumusorosoro iye Chidzachepo ane zita rokuti Anoera, “Ndinogara kumusoro munzvimbo inoera, uye ndinogarawo navane mwoyo wakapinduka vano mwoyo wokuzvirereka kutimutsurudza mwoyo wavanozvidukupisa nokumutsurudza mwoyo yavanhu vanenge vatendeuka.
Isaya 57:15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ɀanzi noWakakwirira Urikumsoro, unogara mukusiŋgaperi, unezita rinonzi Dɀene: Ndinogara pakakwirira napanɀimbo tȿene, ʋuye nounomŋeya wakapxanyika unoɀininipisa, kuti ndiponese ɀe mŋeya wounoɀininipisa, ndiponese ɀe mŋoyo wowakapxanyika.
Isaya 57:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)