Isaya 38:1
Isaya 38:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumazuva iwayo Hezekia akarwara kusvikira oda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzirisa zveimba yako, nokuti uri kuzofa; hausi kuzopona.”
Isaya 38:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino namazuva iwayo Hezekia akarara, akasvikira pakufa. Muporofita Isaya mwanakomana waAmozi akasvika kwaari, akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Chirayira nhaka yako, nokuti uchafa, haungararami.’ ”
Isaya 38:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumazuva iwayo Hezekiya akarwara zvokuti upenyu pakanga pasisina. Muporofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akamuti, “Zvanzi naTenzi, chirongai zvomusha wenyu nokuti mava kuzofa, zvoupenyu kwamuri hapasisina.”
Isaya 38:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino namazuʋa iwayo Hezekia akarwara, akaȿikira pakufa. Muprofita Isaya mŋanakomana waAmozi akaȿika kwaari, akati kwaari: Ɀanzi naJehova: Ciraira nhaka yako, nokuti ucafa, hauŋgararami.
Isaya 38:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)