Isaya 28:29
Isaya 28:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi zvose zvinobvawo kuna Jehovha Wamasimba Ose, anoshamisa mukurayira uye mukuru kwazvo muuchenjeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 28Isaya 28:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 28Isaya 28:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 28