VaHebheru 8:6
VaHebheru 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ushumiri hwakapiwa Jesu hwakapfuura hwavo pakunaka sezvo ari murevereri wesungano inopfuura nokunaka pane sungano yakare, uye yakasimbiswa nezvipikirwa zviri nani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8VaHebheru 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ushumiri hwakapiwa Jesu hwakapfuura hwavo pakunaka sezvo ari murevereri wesungano inopfuura nokunaka pane sungano yakare, uye yakasimbiswa nezvipikirwa zviri nani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8VaHebheru 8:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvino akapiwa basa rakanyanya kunaka, sezvaari Murevereri wesungano inopfuura nokunaka, yakasimbiswa nezvipikirwa zvinopfuura nokunaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8VaHebheru 8:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi zvino Jesu akawana basa rakatonakisisa kupinda rakare. Pamusana paizvozvo ndiye ava muyananisi wechitenderano chiri nani chakaitwa nezvitsidzo zviri nani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 8