VaHebheru 6:17
VaHebheru 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Mwari aida kuti aratidze pachena kusashanduka kwechido chake kuvadyi venhaka yakapikirwa, akakusimbisa nemhiko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Naizvozvo Mwari paakanga achida kunyatsosimbisisa, kuvadyi venhaka yechipikirwa kuti zvaanenge atema hazvipinduki–pinduki akazvitsinhira nemhiko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saizvozvo Mwari akati achida zvikuru kuratidza vadyi venhaka yechipikirwa, kuti chirevo chake hachishandurwi, akapinda pakati nokupika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6