VaHebheru 13:5-6
VaHebheru 13:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musakarira mari pamagariro enyu uye mugutsikane nezvamunazvo, nokuti Mwari akati: “Handingatongokusiyei; handingatongokurasei.” Saka tinotsunga mwoyo, tichiti: “Ishe ndiye mubatsiri wangu, handingatyi. Munhu angandiiteiko?”
VaHebheru 13:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musakarira mari pamugariro wenyu; tendai nezvamunazvo; nokuti iye amene akati, “Handingatongokuregeri, handingatongokusiyi.” Naizvozvo tinotsunga mwoyo, tichiti, “Ishe ndiye mubatsiri wangu; handingatyi; Munhu angandiiteiko?”
VaHebheru 13:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usakarire mari. Gutsikana nezvaunazvo nokuti Mwari akati, “Handimbokushaisa chokubata kana kukusiya.” Naizvozvo tinogona kutaura nemwoyo wose tichiti, “Mwari ndiye muyamuri wangu. Handimbotyi munhu angandiitei?”
VaHebheru 13:5-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Musakarira mari pamugarire wenyu; tendai neɀamunaɀo; nokuti iye amene wakati: Handiŋgatoŋgokuregeri, handiŋgatoŋgokusiyi. Naiɀoɀo tinotsuŋga mŋoyo, ticiti: Ishe ndiye muɓatsiri waŋgu; handiŋgatyi; Munhu uŋgandiiteiko?
VaHebheru 13:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Usakarire mari. Gutsikana nezvaunazvo nokuti Mwari akati, “Handimbokushaisa chokubata kana kukusiya.” Naizvozvo tinogona kutaura nemwoyo wose tichiti, “Mwari ndiye muyamuri wangu. Handimbotyi munhu angandiitei?”