Genesisi 5:23-24
Genesisi 5:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamwe chete, Enoki akararama kwamakore mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Enoki akafamba naMwari; ipapo akasazovapo, nokuti Mwari akamutora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mazuva ose aEnoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu. Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5