Genesisi 47:31
Genesisi 47:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ivo vakati, “Ndipikire.” Ipapo Josefa akapika kwaari, uye Israeri akanamata akasendamira pamusoro wetsvimbo yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47Genesisi 47:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47Genesisi 47:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47