Genesisi 41:38-39
Genesisi 41:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Faro akavabvunza akati, “Tingawana here munhu akaita somurume uyu, munhu ane mweya waMwari maari?” Ipapo Faro akati kuna Josefa, “Sezvo Mwari aita kuti izvi zvose zvizivikanwe newe, hakuna munhu anoziva uye akachenjera sewe.
Genesisi 41:38-39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?” Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe
Genesisi 41:38-39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?” Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita.
Genesisi 41:38-39 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Farao akati kuʋaranda ʋake: Ko tiŋgawana mumŋe munhu wakafanana noyuyu, unomŋeya waMŋari maari here? Farao akati kunaJosefa: Mŋari ɀaakakuratidza iɀoɀo ɀose, hapanomunhu wakaŋgwara, wakacenjera sewe
Genesisi 41:38-39 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)