Genesisi 25:34
Genesisi 25:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jakobho akapa Esau chingwa nenyemba. Akadya uye akanwa, ipapo akasimuka akaenda. Saka Esau akazvidza udangwe hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 25Genesisi 25:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jakobho akapa Esau chingwa nenyemba. Akadya uye akanwa, ipapo akasimuka akaenda. Saka Esau akazvidza udangwe hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 25Genesisi 25:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jakobho akapa Esau chingwa nezvokudya zvenyemba; akadya, akanwa, akasimuka, ndokuenda hake; Esau akazvidza udangwe hwake saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 25Genesisi 25:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jakobho akapa Esau chingwa norupiza rwenyemba. Akadya akanwa akasumuka oenda zvake, nokudaro Esau akazvikanganisira udangwe hwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 25