Genesisi 22:18
Genesisi 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye kubudikidza navana vako ndudzi dzose dzapanyika dzicharopafadzwa, nokuti wakanditeerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa muvana vako, zvawakateerera izwi rangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuda kwavana vako marudzi apasi pose achakomborerwa nokuti wateerera zvandinoreva.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22