VaGaratia 6:6-7
VaGaratia 6:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anogamuchira dzidziso mushoko anofanira kugovana nounomudzidzisa pazvinhu zvose zvakanaka. Musanyengerwa: Mwari haasekwi. Munhu anokohwa zvaanodyara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino anodzidziswa Shoko, ngaagovane noanodzidzisa pazvinhu zvose zvakanaka. Musanyengerwa; Mwari haasekwi; nokuti izvo zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaanochekazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anenge achidzidziswa nomumwe shoko ngaagoverane zvinhu zvose zvakanaka nomudzidzisi wake. Musazvinyengedze nokuti Mwari haaitwi chiseko. Munhu zvaunodyara ndizvo zvaunokohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6