VaGaratia 6:4
VaGaratia 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe nomumwe anofanira kuedza mabasa ake. Ipapo angazvikudza hake, asingazvienzanise nomumwe munhuwo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino munhu mumwe nomumwe ngaaedze basa rake amene, ipapo angazvirumbidza pamusoro pake iye amene oga, asingazviiti pamusoro pomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose ngaazviongorore mabasa ake. Pakadaro chaanozozvirovera dundundu zvinhu zvinenge zviri maari pachake kwete zvokuzvienzanisa navamwe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6