VaGaratia 6:2-3
VaGaratia 6:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Takuriranai mitoro yenyu, uye nokudaro muchazadzisa murayiro waKristu. Kana munhu achifunga kuti iye chinhu iye asiri chinhu, anozvinyengera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Takuriranai mitoro yenyu, mugozadzisa murayiro waKristu saizvozvo. Nokuti kana munhu achiti, ndiri chinhu, asati ari chinhu, anozvinyengera iye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Batsiranai mukutakura mitoro yenyu. Saizvozvo munobva mazadzisa mutemo waKristu. Kana munhu achizviti ndini pano iye pasina zvaari anozvinyengedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6