Ezira 2:64-65
Ezira 2:64-65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ungano yose pamwe chete yaisvika zviuru makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu, tisingasanganisiri varanda vavo navarandakadzi vavo vakanga vari zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe: uye vakanga vane varume navakadzi mazana maviri vakanga vari vaimbi.
Ezira 2:64-65 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu, vasingaverengi varanda vavo navarandakadzi vavo, vakasvika zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe; vakanga vana vaimbi varume navakadzi vana mazana maviri.
Ezira 2:64-65 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri namazana matatu ane makumi matanhatu avanhu tisingaverengere varanda vavo vechirume nevechikadzi vakangawo vari zviuru zvinomwe zvavanhu zvina vanhu mazana matatu ana makumi matatu navanomwe. Vakangawo vaine vaimbi varume navakadzi vaiita mazana maviri.
Ezira 2:64-65 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋuŋgano yose yakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀiʋiri namazana matatu namakumi matanhatu, ʋasiŋgaʋereŋgi ʋaranda ʋaʋo naʋarandakadzi ʋaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe namazana matatu namakumi matatu naʋanomŋe; ʋakaŋga ʋanaʋaimbi ʋarume naʋakadzi ʋanamazana maʋiri.
Ezira 2:64-65 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)