Ezekieri 36:26-27
Ezekieri 36:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakupai mwoyo mutsva nokuisa mweya mutsva mukati menyu, ndichabvisa mwoyo webwe mamuri ndigoisa mwoyo wenyama mukati menyu. Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu uye ndichakuitai kuti mutevere mitemo yangu mugochenjerera kuchengeta mirayiro yangu.
Ezekieri 36:26-27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama. “Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yangu; muchachengeta zvandakarayira nokuzviita.
Ezekieri 36:26-27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama. Ndichaisa mweya wangu mamuri, ndigoita kuti mutevere mirawo yangu nokuchengeta zvirewo zvangu.
Ezekieri 36:26-27 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndicakupai ʋo mŋoyo mutȿa, nokuisa mukati menyu mŋeya mutȿa; ndicabvisa mŋoyo webge panyama yenyu, ndikupei mŋoyo wenyama. Ʋuye ndicaisa Mŋeya waŋgu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yaŋgu; mucaceŋgeta ɀandakaraira nokuɀiita.
Ezekieri 36:26-27 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama. Ndichaisa mweya wangu mamuri, ndigoita kuti mutevere mirawo yangu nokuchengeta zvirewo zvangu.