Ezekieri 23:49
Ezekieri 23:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ucharangwa nokuda kwounzenza hwako uye uchatakura mubayiro wezvivi zvokufeva kwako. Ipapo uchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 23Ezekieri 23:49 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 23Ezekieri 23:49 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kushaya kwenyu hunhu kuchakupfukirai mugopiwa shamhu yechirango chechitadzo chenyu chokunamata zvifananidzo. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 23