Ekisodho 29:44
Ekisodho 29:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Saka ndichatsaura Tende Rokusangana nearitari uye ndichatsaura Aroni navanakomana vake kuti vandishumire savaprista.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29