Ekisodho 26:31
Ekisodho 26:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Uite chidzitiro chebhuruu, nechepepuru nechitsvuku chomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, namakerubhi akasonerwapo nenyanzvi yokusona.
Ekisodho 26:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Uitewo chidzitiro nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; ngachiitwe chinamakerubhi, rive basa romunhu anogona kuruka.
Ekisodho 26:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Unofanira kutora machira erineni yakanakisisa ugadzire jira rechidzikatiro, urirukire uchirishongedza newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Ushongedze jira iroro uchirirukira zvakanakisisa makerubhu.
Ekisodho 26:31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Uite ʋo cidzitiro neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; ŋgaciitwe cinamakerubi, riʋe ɓasa romunhu unogona kuruka.
Ekisodho 26:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)