Ekisodho 24:17
Ekisodho 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
KuvaIsraeri, kubwinya kwaJehovha kwairatidzika somoto unoparadza uri pamusoro pegomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 24Ekisodho 24:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kubwinya kwaJehovha kukaonekwa navana vaIsiraeri kwakaita somoto unopisa kwazvo, uri pamusoro wegomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 24Ekisodho 24:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwakaita somoto wairirima pamusoro pegomo pakuona kwavaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 24