Ekisodho 11:7
Ekisodho 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pakati pavaIsraeri hapana kana imbwa ichahukura munhu zvake kana chipfuwo.’ Ipapo uchaziva kuti Jehovha anoita mutsauko pakati peIjipiti neIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 11Ekisodho 11:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi pakati pavana vaIsiraeri vose, pakati pavanhu kana zvipfuwo, hapangavi nembwa ichasimudza rurimi rwayo; kuti muzive kuti Jehovha akatsaura pakati pavaIjipiti navaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 11Ekisodho 11:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kuvaIsiraeri nezvipfuwo zvavo uchange uri muchete, kusina kunyange imbwa zvayo ichahukura kwavari. Ndipo pamuchazoziva kuti ini Tenzi ndinobata vaIsiraeri navaIjipiti zvakasiyana.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 11