VaEfeso 4:28
VaEfeso 4:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo akanga achimboba ngaarege kuzobazve, asi anofanira kushanda, achiita zvinhu zvinobatsira namaoko ake, kuti ave nechaangagovera avo vanoshayiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaba, ngaarege kubazve; asi zviri nani kuti atambudzike abate namaoko ake basa rakanaka, kuti ave nechaangapa anoshaiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4