VaEfeso 4:22-23
VaEfeso 4:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makadzidziswa, maererano namafambiro enyu ekare, kuti mubvise munhu wenyu wekare, anoodzwa nokuchiva kwokunyengera; kuti muitwe vatsva mukufunga kwendangariro dzenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:22-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti pamufambiro wenyu wokutanga mubvise munhu wekare; unoodzwa nokuchiva kwokunyengetera; muvandudzwe mumweya wokurangarira kwenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:22-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chibvisai humunhu hwenyu homugariro wenyu wakare hwakaodzwa nehavi dzounyengedzi, muvandudzwe patsva mumweya nomupfungwa dzenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4