VaEfeso 2:5
VaEfeso 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akatiita vapenyu muna Kristu kunyange zvedu takanga takafa mukudarika kwedu, makaponeswa nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akatiita vapenyu muna Kristu kunyange zvedu takanga takafa mukudarika kwedu, makaponeswa nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kunyange takanga takafa mukudarika kwedu, akatiraramisa pamwechete naKristu makaponeswa nenyasha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kunyange patanga takafa nokuda kokutadza kwedu, akatiita kuti tive vapenyu pamwe naKristu. Makaponeswa nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2